Zviripo


Tine mharidzo dzinodarika 1,200 dzinowanikwa kuti dzitorwe padande dziri inzwi kana zvinyorwa. Pamwe nedzeChirungu dzepakutanga, takaturikira mharidzo mumitauro inodarika 70

TUTUNURA MHARIDZO

Tine mahofisi 50 mhiri kwemakungwa nemazana enzvimbo dzekugovera pasi rose. Chizadzisa fomu riri zasi kana musiri kukwanisa kutora mharidzo padande. Tichaendesa chikumbiro chako pahofisi iri pedyo kana kuti tichakutumira zvinodikanwa.


 
Fomu Rezvinodikanwa
 


*Nzvimbo Inodikanwa