MaKatorike anotenda kuti Mwari vachatonga nyika zviri maererano nedzidziso dzechechi yavo. Kana Mwari vari vachatonga nyika neChechi yeKatorike, ko maBaptisti vachaita sei? Vakarasika here? Ko maHindu nemaMoslem? Ndiyani waungavimba naye neRuponeso rwako kuUpenyu Husingaperi? Chechi yako?